Korpus: sna_web_2012_10K

Weitere Korpora

2.5.11 Distribution of Letter K in Sentences

Number of sentences containing a fixed number of occurrences of the specified character


Gnuplot diagram

# of occurrences # of sentences Sample sentence
0 469 Uri muno nhasi!
1 1264 Iye zvino uri mupenyu zvechokwadi here?
2 1760 Zanu-PF Yosiiwa paMhene paNyaya yeSarudzo MDC-T inoti zuva resarudzo rinofanira kuti ritarwe pachitariswa zvinoda kuti zvitange zvagadziriswa pasati paitwa sarudzo.
3 1649 Chinhu chega chandakadzidza ndechekuti handidi kurwadziwa.
4 1437 Akagashira tsamba - tsamba yake chaiyo kubva kuna Heather.
5 1076 Akamhanyira kudanga remabhiza, ndokutora bhiza rake onanga kuguta.
6 711 Murume akamhanya muhuruva imomo sezvo kwakange kwava kutanga kusviba.
7 513 Kana ndakazvipira kukupa mwanakomana wangu, haufungi here kuti ndingakupe bhiza?
8 359 "Pakabvunzwa Hawa akati nyaya iyi akanga ainzwa nevamwe vanhu sezvo yaizivikanwa munharaunda yose iyi kuti akaitirwa tsvina muupfu nechikomba vashatirisana," akadaro mumwe mudzimai wepamba apa.
9 272 24 Zvino wakati achizvidavirira saizvozvo Festo akati nenzwi guru: Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.
10 174 Mushandi wavo, Eric Gwese (19), akati madhakisi chipfuyo chinoda kugara munzvimbo dzakachena chichipihwa kudya kunokwanirana nguva dzose kuti akandire mazai akawanda.
11 108 Muti unotanga nokutunga mhodzi yawo, wozobva wabereka zvibereko; asi vanhu vanofunga kuti chinhu chisingazikanwe kuti vave nokutadza, nokuti havazive kuti vakaberekwa semhodzi dzezvivi.
12 83 Nokuda mhuri yake Josefa akshandisa nzira nhatu, kuti vakoma vake vazouya nomunun’una wake Benjamini pavaidzokera zvakare kuEgipita kuzo tenga chikafu.
13 57 49 Asi uyo unonzwa asingaiti, wakafanana nomunhu wakavaka imba isina nheyo pavhu; ipo rukova rwakarova nesimba, pakarepo ikawa, kuwa kweimba iyo kukava kukuru.
14 28 ” nokubhabhatidza kwake kwakaita kuti abvisa Mwari akafudzisa hwayana dzake kuvaranda vake avo vanotenda zvakakwana muvhangeri rokuregererwa kwezvitadzo.
15 15 " Akaudza Petro uti adzidzise vanhu vaMwari, avachengete uye avadzidzise kugoverana nhau dzakanaka dzaJesu, uye kuti akauya sei kuzofira zvivi zvavanhu vose, uye kuti akakunda Satani paakamuka kubva kuvakafa.
16 13 Ngatitii pakanga paine munhu akanga aine mari zhinji kwazvo, asi ndokubva mwanakomana wake atangisa kuita tsika yakaipa yokundotenga zvihwitsi nechikwerete kuzvitoro zvose zvemudhorobha zuva roga roga, pakukura kwake.
17 5 1 Zvino Aporo achiri paKorinde, Pauro wakati agura namativi enyika okumusoro, akasvika Efeso, akawana vamwe vadzidzi, 2 akati kwavari: Makagamuchira Mweya Mutsvene pakutenda kwenyu here? vakati kwaari kwete, hatina kutongonzwa kuti Mweya Mutsvene uripo.
18 2 Mukumbire kuti akupe kutendeuka kwechokwadi, kuti akuratidzeKristu norudo rwake rwakaperera uy nokuchena kwake kwakakwana.
19 2 16 Hakuna ungaramba kuti chakavanzika chokunamata chikuru kwazvo, chokuti: Iye Mwari wakaratidzwa panyama, wakaruramiswa pamweya, wakavonekwa navatumwa, wakaparidzwa pakati pavahedheni, wakatendwa panyika, wakakwidzwa mukubwinya.
20 2 Akadanidzira kuna Abhurahama, achiti atume mupemhi nemvura, asi Abhurahama akati, "Pano mukaha mukuru wakaiswa pakati pedu newe, kuitira kuti vanoda kubva kuno kuti vauye ikoko vakonewe, uye hakuna munhu angayambuka achibva ikoko achiuya kwatiri.
21 1 Kufanana nomoto, kuda kwako Jehovha kunoda huni kuti kurambe kwakasimba 11 Jesu aida kuti vateveri vake varambe vachiita kuti kuda kwavo Jehovha neShoko rake rinokosha rechokwadi kurambe kwakasimba.
82 msec needed at 2018-06-16 11:05